Danieri 9:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 takatadza tikaita zvakaipa. Takaita zvinhu zvakaipa uye takakumukirai; takatsauka tikava kure nemitemo nemirayiro yenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 takatadza, takaita ɀisakarurama neɀakashata, takakumukirai, tikatsauka paɀireʋo ɀenyu neɀamakaraira; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 takatadza, takaita zvisakarurama nezvakashata, takakumukirai, tikatsauka pazvirevo zvenyu nezvamakarayira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 takatadza, takaita zvakaipa, takakanganisa. Takapanduka tikatsaukana nemitemo nemirao yenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 takatadza, takaita zvakaipa, takakanganisa. Takapanduka tikatsaukana nemitemo nemirao yenyu. Viz kapitolaShona BIBLE5 takatadza, takaita zvisakarurama nezvakashata, takakumukirai, tikatsauka pazvirevo zvenyu nezvamakarayira; Viz kapitola |