Danieri 9:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Jehovha haana kunonoka kuuyisa njodzi pamusoro pedu, nokuti Jehovha Mwari wedu akarurama pazvinhu zvose zvaanoita; asi hatina kumuteerera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Naiɀoɀo Jehova wakarindira ɀakaipa, akaɀiʋuyisa pamsoro peɗu; nokuti Jehova Mŋari weɗu wakarurama pamaɓasa ake ose aanoita, asi isu hatina‐kuterera inzwi rake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Naizvozvo Jehovha akarindira zvakaipa, akazviuyisa pamusoro pedu; nokuti Jehovha Mwari wedu akarurama pamabasa ake ose aanoita, asi isu hatina kuteerera izwi rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Naizvozvo Tenzi akatichengetera jambwa ndokuriita kuti ritiwire nokuti Tenzi, Mwari wedu akarurama mumabasa ake ose aakaita asi isu hatina kuteerera izwi rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Naizvozvo Tenzi akatichengetera jambwa ndokuriita kuti ritiwire nokuti Tenzi, Mwari wedu akarurama mumabasa ake ose aakaita asi isu hatina kuteerera izwi rake. Viz kapitolaShona BIBLE14 Naizvozvo Jehovha akarindira zvakaipa, akazviuyisa pamusoro pedu; nokuti Jehovha Mwari wedu akarurama pamabasa ake ose aanoita, asi isu hatina kuteerera izwi rake. Viz kapitola |