Online Bible

- Reklamy -

Danieri 5:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Pavakanga vachinwa waini, vakarumbidza vamwari vegoridhe, vesirivha, vendarira, vesimbi, vamatanda nevamabwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ʋakanwa waini, ʋakarumbidza ʋamŋari ʋendarama nesirveri nendarira neɗare namatanda namabge.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Vakanwa waini, vakarumbidza vamwari vendarama nesirivha nendarira nedare namatanda namabwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Vakanwa waini vachirumbidza vamwari vendarama nevesirivha nevendarira navamwari vesimbi nevezvimiti navamabwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Vakanwa waini vachirumbidza vamwari vendarama nevesirivha nevendarira navamwari vesimbi nevezvimiti navamabwe.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

4 Vakanwa waini, vakarumbidza vamwari vendarama nesirivha nendarira nedare namatanda namabwe.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 5:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy