Danieri 5:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Usiku ihwohwo Bherishazari, mambo wavaBhabhironi akaurayiwa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Noʋusiku ubgo mambo Bershazari muKardea wakaʋurawa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Nousiku uhwo mambo Bheshazari muKaradhea akaurawa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Usiku hwakarehwo Bherishaza, mambo wavaKaridhea akaurayiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Usiku hwakarehwo Bherishaza, mambo wavaKaridhea akaurayiwa. Viz kapitolaShona BIBLE30 Nousiku uhwo mambo Bheshazari muKaradhia akaurayiwa. Viz kapitola |