Danieri 5:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vachenjeri nevamazango vakauyiswa pamberi pangu kuti vazoverenga runyoro urwu uye vagondiudza zvarunoreva, asi havana kugona kunditsanangurira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ʋakacenjera, idzo ŋaŋga, ʋakaʋuyiswa pamberi paŋgu, kuti ʋaraʋe ɀakanyorwa iɀi, ʋandiziʋise kuɗudzirwa kwaɀo; asi ʋakakoniwa kundiziʋisa kuɗudzirwa kwecinhu ici. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino vakachenjera, idzo n’anga vakauyiswa pamberi pangu, kuti varave zvakanyorwa izvi, vandizivise kududzirwa kwazvo; asi vakakoniwa kundizivisa kududzirwa kwechinhu ichi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvino vangwaru navanhu vamapipi vakambounzwa muno kwandiri kuzoverenga zvakanyorwa izvi nokundizivisa zvazvinoreva. Asi vakatadza kunditsanangurira zvinhu zvazvinoreva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvino vangwaru navanhu vamapipi vakambounzwa muno kwandiri kuzoverenga zvakanyorwa izvi nokundizivisa zvazvinoreva. Asi vakatadza kunditsanangurira zvinhu zvazvinoreva. Viz kapitolaShona BIBLE15 Zvino vakachenjera, idzo n'anga vakauyiswa pamberi pangu, kuti varave zvakanyorwa izvi, vandizivise kududzirwa kwazvo; asi vakakoniwa kundizivisa kududzirwa kwechinhu ichi. Viz kapitola |