Danieri 5:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Saka Dhanieri akauyiswa pamberi pamambo, mambo akati kwaari, “Ndiwe Dhanieri mumwe wavakatapwa nababa vangu mambo kubva kuJudha here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo Danieri akaʋuyiswa pamberi pamambo. Mambo akataura, akati kunaDanieri: Ndiwe uya Danieri, waʋana ʋaJuda ʋakatapxa, wakandotapxa kuʋaJuda naɓaɓa ʋaŋgu here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo Dhanieri akauyiswa pamberi pamambo. Mambo akataura, akati kuna Dhanieri, “Ndiwe uya Dhanieri, wavana vaJudha vakatapwa, wakandotapwa kuvaJudha nababa vangu here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Dhanieri akaunzwamo pana mambo, Mambo akati kuna Dhanieri, “Handiti iwe ndiwe Dhanieri, mumwe wenhapwa dzokwaJudha vaya vakaunzwa kuno nababa wangu kubva kwaJudha? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Dhanieri akaunzwamo pana mambo, Mambo akati kuna Dhanieri, “Handiti iwe ndiwe Dhanieri, mumwe wenhapwa dzokwaJudha vaya vakaunzwa kuno nababa wangu kubva kwaJudha? Viz kapitolaShona BIBLE13 Ipapo Dhanieri akauyiswa pamberi pamambo. Mambo akataura, akati kuna Dhanieri, “Ndiwe uya Dhanieri, wavana vaJudha vakatapwa, wakandotapwa kuvaJudha nababa vangu here? Viz kapitola |