Danieri 4:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ndakarota hope dzakandityisa. Pandakanga ndivete pamubhedha wangu, zvifananidzo nezviratidzo zvakapinda mupfungwa dzangu zvakandivhundutsa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ndikaʋona kurota kwakandityisa, pfuŋgwa dzaŋgu panhoʋo dzaŋgu, neɀandakaratidzwa mumusoro maŋgu ɀikanditambudza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ndikaona kurota kwakandityisa, pfungwa dzangu panhoo dzangu, nezvandakaratidzwa mumusoro mangu zvikanditambudza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ndakarota hope dzakandityisa ndirere hangu pamubhedha. Kwakauya pfungwa nezvimwe zvandaioneswa mumusoro mangu zvikabva zvandibvundisa nokutya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ndakarota hope dzakandityisa ndirere hangu pamubhedha. Kwakauya pfungwa nezvimwe zvandaioneswa mumusoro mangu zvikabva zvandibvundisa nokutya. Viz kapitolaShona BIBLE5 Ndikaona kurota kwakandityisa, pfungwa dzangu panhoo dzangu, nezvandakaratidzwa mumusoro mangu zvikanditambudza. Viz kapitola |