Danieri 3:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ani naani asingawiri pasi achinamata achakandwa muvira romoto pakarepo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 aninani usiŋgawiri pasi acinamata, neŋguʋa iyo ucawisirwa mukati mecoto comŋoto unopfuta kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 ani naani asingawiri pasi achinamata, nenguva iyo achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, pakarepo anobva atokandwa muvira romoto unopisa kwazvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, pakarepo anobva atokandwa muvira romoto unopisa kwazvo.” Viz kapitolaShona BIBLE6 ani naani asingawiri pasi achinamata, nenguva iyo achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo.” Viz kapitola |