Danieri 2:36 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 “Uku ndiko kwaiva kurota kwenyu, uye zvino tichakududzira kwamuri mambo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ndiɀo ɀamakarota; ɀino ticaɀiɗudzira pamberi pamambo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 “Ndizvo zvamakarota; zvino tichazvidudzira pamberi pamambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 “Idzodzi ndidzo hope dzacho idzi. Zvino tochikutaurirai, mambo, zvadzinoreva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 “Idzodzi ndidzo hope dzacho idzi. Zvino tochikutaurirai, mambo, zvadzinoreva. Viz kapitolaShona BIBLE36 “Ndizvo zvamakarota; zvino tichazvidudzira pamberi pamambo. Viz kapitola |