Online Bible

- Reklamy -

Danieri 12:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 “Asi kana uriwe, enda hako kusvikira kumagumo. Uchazorora, uye ipapo pamagumo amazuva, iwe uchasimuka kuti ugamuchire mugove wenhaka yako.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Asi iwe cienda hako kuȿikira kuguma kwaʋa’po; nokuti iwe ucazorora, ndokumukira ɀe mugoʋe wako pakupera kwamazuʋa iwayo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 “Asi iwe chienda hako kusvikira kuguma kwavapo; nokuti iwe achazorora, ndokumukirazve mugove wako pakupera kwamazuva iwayo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 “Asi iwe wochiita maitiro ako iwayo kusvikira kumagumo ugozozorora uchizova panzvimbo yakowo yawakapiwa mumazuva okupedzesera.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 “Asi iwe wochiita maitiro ako iwayo kusvikira kumagumo ugozozorora uchizova panzvimbo yakowo yawakapiwa mumazuva okupedzesera.”

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

13 “Asi iwe chienda hako kusvikira kuguma kwavapo; nokuti iwe achazorora, ndokumukirazve mugove wako pakupera kwamazuva iwayo.”

Viz kapitola kopírovat

Danieri 12:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy