Online Bible

- Reklamy -

Danieri 12:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Akaropafadzwa uyo achamirira nokusvika kumagumo amazuva chiuru china mazana matatu namakumi matatu namashanu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Wakaropafadzwa unoramba acimirira kuȿikira pamazuʋa anecuru cimŋe namazana matatu namakumi matatu namashanu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Akaropafadzwa anoramba achimirira kusvikira pamazuva ane chiuru chimwe namazana matatu namakumi matatu namashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Akakomborerwa zvake achamirira kusvikira mumazuva chiuru chimwechete namazana matatu anamazuva makumi matatu namashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Akakomborerwa zvake achamirira kusvikira mumazuva chiuru chimwechete namazana matatu anamazuva makumi matatu namashanu.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

12 Akaropafadzwa anoramba achimirira kusvikira pamazuva ane chiuru chimwe namazana matatu namakumi matatu namashanu.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 12:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy