Online Bible

- Reklamy -

Danieri 12:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Vazhinji vachacheneswa, vasina gwapa, uye vachanatswa, asi vakaipa vacharamba vakaipa. Hakuna achanzwisisa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ʋazhinji ʋacaɀinatsa nokuɀicenesa nokubviswa tȿina, asi ʋakaipa ʋacaita ɀakaipa; hakuna pakati paʋakaipa ucanzwisisa, asi ʋakacenjera ndiʋo ʋacanzwisisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Vazhinji vachazvinatsa nokuzvichenesa nokubviswa tsvina, asi vakaipa vachaita zvakaipa; hakuna pakati pavakaipa achanzwisisa, asi vakachenjera ndivo vachanzwisisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Vazhinji vachazvichenura vachinyatsozvichenesa vagova vanhu vakanatswa, asi vakaipa vachaita zvakaipa. Hapana wakaipa achanzwisisa, asi vangwaru vachanzwisisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Vazhinji vachazvichenura vachinyatsozvichenesa vagova vanhu vakanatswa, asi vakaipa vachaita zvakaipa. Hapana wakaipa achanzwisisa, asi vangwaru vachanzwisisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

10 Vazhinji vachazvinatsa nokuzvichenesa nokubviswa tsvina, asi vakaipa vachaita zvakaipa; hakuna pakati pavakaipa achanzwisisa, asi vakachenjera ndivo vachanzwisisa.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 12:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy