Online Bible

- Reklamy -

Danieri 11:37 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Haazovi nehanya navamwari vamadzibaba ake kana nouyo anodikanwa navakadzi, uye haangavi nehanya namwari upi zvake, asi achazvikudza pamusoro pavo vose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ʋuye haaŋgaʋi nehanya naʋamŋari ʋamadziɓaɓa ake, kana noruɗo rwaʋakadzi, haaŋgaʋi nehanya namŋari upi noupi; nokuti ucaɀikudza aciti ndakapfuʋura ʋose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Uye haangavi nehanya navamwari vamadzibaba ake, kana norudo rwavakadzi, haangavi nehanya namwari upi noupi; nokuti achazvikudza achiti ndakapfuura vose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Achava munhu asina hanya navamwari vemadzitateguru ake kana iye mwari wavakadzi, wapamwoyo pavo. Anenge asingamboona zvake kuti chinonzi mumwe mwari chii sezvo anenge achizvikudza pamusoro pavo vose zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Achava munhu asina hanya navamwari vemadzitateguru ake kana iye mwari wavakadzi, wapamwoyo pavo. Anenge asingamboona zvake kuti chinonzi mumwe mwari chii sezvo anenge achizvikudza pamusoro pavo vose zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

37 Uye haangavi nehanya navamwari vamadzibaba ake, kana norudo rwavakadzi, haangavi nehanya namwari upi noupi; nokuti achazvikudza achiti ndakapfuura vose.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 11:37

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy