Danieri 11:34 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Pavachawa vachagamuchira rubatsiro rushoma shoma, uye vazhinji vasiri muchokwadi vachabatana navo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀino kana ʋoparadzwa ʋacaɓatsirwa nokuɓatsirwa kuɗuku; asi ʋazhinji ʋacaɀiisa kwaʋari nokuɓata kumeso. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Zvino kana voparadzwa vachabatsirwa nokubatsirwa kuduku; asi vazhinji vachazviisa kwavari nokubata kumeso. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vachifa zvavo kudaro, vachawanawo chimwe chiduku chinovayamura, vazhinji vachabatana navo kuri kubatwa zvavo kumeso. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Vachifa zvavo kudaro, vachawanawo chimwe chiduku chinovayamura, vazhinji vachabatana navo kuri kubatwa zvavo kumeso. Viz kapitolaShona BIBLE34 Zvino kana voparadzwa vachabatsirwa nokubatsirwa kuduku; asi vazhinji vachazviisa kwavari nokubata kumeso. Viz kapitola |