Danieri 11:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Zvino ipapo, ndinokuudza chokwadi: Mamwezve madzimambo matatu achamuka muPezhia, uye ipapozve mumwe wechina, achava akapfuma kupfuura vamwe vose. Paachava nesimba nokuda kwepfuma yake, achamutsa vamwe vose kuzorwa noumambo hweGirisi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino ndicakuziʋisa ɀokwaɗi. Tarira, paPersia pacamuka ɀe madzimambo matatu; wecinna ucaʋa mufumi kupfuʋura iʋaʋo ʋose; ɀino kana asimba kwaɀo nefuma yake, ucamutsa ʋamŋe ʋose kuzorwa noʋushe bgeGirisi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Zvino ndichakuzivisa chokwadi. Tarira, paPeresia pachamukazve madzimambo matatu; wechina achava mupfumi kupfuura ivavo vose; zvino kana asimba kwazvo nepfuma yake, achamutsa vamwe vose kuzorwa noushe hweGirisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Iye zvino ndava kukuratidza chokwadi.” “Chinzwa, kuchamuka madzimambo matatu munyika yePezhia. Wechina wacho achava mupfumi kupinda vamwe vose zvavo. Kana ave nesimba, pamusana poupfumi hwake acharunzira vamwe vose kuti varwise umambo hwenyika yeGirisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Iye zvino ndava kukuratidza chokwadi.” “Chinzwa, kuchamuka madzimambo matatu munyika yePezhia. Wechina wacho achava mupfumi kupinda vamwe vose zvavo. Kana ave nesimba, pamusana poupfumi hwake acharunzira vamwe vose kuti varwise umambo hwenyika yeGirisi. Viz kapitolaShona BIBLE2 “Zvino ndichakuzivisa chokwadi. Tarira, paPeresia pachamukazve madzimambo matatu; wechina achava mupfumi kupfuura ivavo vose; zvino kana asimba kwazvo nepfuma yake, achamutsa vamwe vose kuzorwa noushe hweGirisi. Viz kapitola |