Danieri 11:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vanakomana vake vachagadzirira kurwa uye vachaunganidza hondo huru, ichakukura samafashamu emvura ane simba vagorwa kusvikira kunhare yake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋanakomana ʋake ʋacandorwa, ʋacaʋuŋganidza ɓoka guru raʋarwi, ricaʋuya, nokupararira, ndokupfuʋura neseri; ipapo ricadzoka ndokuzorwa kuȿikira panhare yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Vanakomana vake vachandorwa, vachaunganidza boka guru ravarwi, richauya, nokupararira, ndokupfuura neseri; ipapo richadzoka ndokuzorwa kusvikira panhare yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Vanakomana vake vachaita hondo vagounganidza gurusvusvu guru rehondo dzavarwi dzichauya dziri bvakapfaka dzichipfuura, dzamukirira nayo hondo kudzamara dzasvika kunhare yake yokuzvidzivirira nayo muhondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Vanakomana vake vachaita hondo vagounganidza gurusvusvu guru rehondo dzavarwi dzichauya dziri bvakapfaka dzichipfuura, dzamukirira nayo hondo kudzamara dzasvika kunhare yake yokuzvidzivirira nayo muhondo. Viz kapitolaShona BIBLE10 “Vanakomana vake vachandorwa, vachaunganidza boka guru ravarwi, richauya, nokupararira, ndokupfuura neseri; ipapo richadzoka ndokuzorwa kusvikira panhare yake. Viz kapitola |