Danieri 10:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Saka ndakasiyiwa ndiri ndoga, ndakatarira kuchiratidzo ichi chikuru; ndakanga ndisisina simba, chiso changu chakashanduka chikatsvukuruka uye ndakanga ndapererwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ini ndikasiyiwa ndiri ndoga, ndikaʋona cinhu ici cikuru candakaratidzwa, ndikapererwa nesimba; nokuti kunaka kweciso caŋgu kwakashanduka kuipa mukati maŋgu, ndikasazoʋa nesimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ini ndikasiyiwa ndiri ndoga, ndikaona chinhu ichi chikuru chandakaratidzwa, ndikapererwa nesimba; nokuti kunaka kwechiso changu kwakashanduka kuipa mukati mangu, ndikasazova nesimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ipapo ndakasiyiwa ndangova ndoga ndichiona chiratidzo ichocho chikuru asi ndisisina simba. Kunyatsoonekerawo kwouso hwangu kwakasanduka zvinotyisa ndikapera simba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ipapo ndakasiyiwa ndangova ndoga ndichiona chiratidzo ichocho chikuru asi ndisisina simba. Kunyatsoonekerawo kwouso hwangu kwakasanduka zvinotyisa ndikapera simba. Viz kapitolaShona BIBLE8 Ini ndikasiyiwa ndiri ndoga, ndikaona chinhu ichi chikuru chandakaratidzwa, ndikapererwa nesimba; nokuti kunaka kwechiso changu kwakashanduka kuipa mukati mangu, ndikasazova nesimba. Viz kapitola |