Danieri 10:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Saka akati, “Unoziva here zvandavinga kwauri? Ndichadzokera nokukurumidza kundorwa nomuchinda wePezhia, uye kana ndaenda, muchinda weGirisi achauya; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino akati: Unoziʋa candakaʋuyira kwauri here? Ɀino ndicadzokera kundorwa nomucinda wePersia; kana ndabva’po, tarira, mucinda weGirisi ucaʋuya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Zvino akati, ‘Unoziva chandakauyira kwauri here? Zvino ndichadzokera kundorwa nomuchinda wePeresia; kana ndabvapo, tarira, muchinda weGirisi achauya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Iye ndokuti, “Zvandauyira kwauri unozviziva here? Asi iye zvino ndava kudzokera kundorwisa muchinda wePezhia. Ndikange ndapedza naye ndipo pachauya muchinda wenyika yeGirisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Iye ndokuti, “Zvandauyira kwauri unozviziva here? Asi iye zvino ndava kudzokera kundorwisa muchinda wePezhia. Ndikange ndapedza naye ndipo pachauya muchinda wenyika yeGirisi. Viz kapitolaShona BIBLE20 “Zvino akati, ‘Unoziva chandakauyira kwauri here? Zvino ndichadzokera kundorwa nomuchinda wePeresia; kana ndabvapo, tarira, muchinda weGirisi achauya. Viz kapitola |