2 Timoti 4:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Paunouya, uuye nejasi randakasiya naKapasi paTiroasi, uye uuye nebhuku rangu, zvikuru magwaro amatehwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ŋguʋo yandakasiya paTroa kunaKarpo, uʋuye nayo pakuʋuya kwako, nebuku, ɀikuru magwaro amatebge. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nguo yandakasiya paTiroa kuna Karipo, uuye nayo pakuuya kwako, nebhuku, zvikuru magwaro amatehwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana wouya ndivigirewo bhachi randakasiya naKariposi kuTiroasi uye mabhuku zvikuru amatehwe ose okunyorera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kana wouya ndivigirewo bhachi randakasiya naKariposi kuTiroasi uye mabhuku zvikuru amatehwe ose okunyorera. Viz kapitola |