Online Bible

- Reklamy -




2 Timoti 3:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 kuti munhu waMwari akwaniswe kwazvo, agadzirirwa mabasa ose akanaka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 kuti munhu waMŋari akwane, agadzirirwa kwaɀo maɓasa ose akanaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 kuti munhu waMwari akwane, agadzirirwa kwazvo mabasa ose akanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 kuti munhu waMwari ave akakwana akagadzirira basa ripi neripi rakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 kuti munhu waMwari ave akakwana akagadzirira basa ripi neripi rakanaka.

Viz kapitola kopírovat




2 Timoti 3:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy