Online Bible

- Reklamy -




2 Timoti 3:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Asi iwe, rambira pazvinhu zvawakadzidza uye ukatenda mazviri, nokuti unoziva kuti wakazvidzidza kubva kuna ani,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Asi iwe, rambira paneɀawakadzidza neɀawakatendiswa, uziʋe kuti wakaɀidzidza kunani,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Asi iwe, rambira pane zvawakadzidza nezvawakatendiswa, uzive kuti wakazvidzidza kuna ani,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Asi iwe ramba uri munezvawakadzidza uye zvawadavira nemwoyo wose uchiziva kuti wakazvidzidza kuna vanaani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Asi iwe ramba uri munezvawakadzidza uye zvawadavira nemwoyo wose uchiziva kuti wakazvidzidza kuna vanaani.

Viz kapitola kopírovat




2 Timoti 3:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy