2 Timoti 2:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Funga pamusoro pezvandinoreva, nokuti Ishe achakupa kunzwisisa pane izvi zvose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Fuŋga ɀandinoreʋa, nokuti Ishe ucakupa kunzwisisa paɀinhu ɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Funga zvandinoreva, nokuti Ishe achakupa kunzwisisa pazvinhu zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Rangarira zvandinotaura nokuti Tenzi achakupa kunzwisisa muna zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Rangarira zvandinotaura nokuti Tenzi achakupa kunzwisisa muna zvose. Viz kapitola |