2 Timoti 2:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 kana tikasava nokutenda, iye anoramba akatendeka, nokuti haangazvirambi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kana isu tisakatendeka, iye unoramba akatendeka, nokuti haaŋgaɀirambi iye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Kana isu tisakatendeka iye anoramba akatendeka, nokuti haangazvirambi iye.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kana tikasatendeka iye anoramba akatendeka nokuti haagoni kuva zvaasiri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kana tikasatendeka iye anoramba akatendeka nokuti haagoni kuva zvaasiri.” Viz kapitola |