Online Bible

- Reklamy -




2 Timoti 2:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 kana tikatsungirira, tichabata ushe pamwe chete naye. Kana tikamuramba, iye achatirambawo;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Kana tikatsuŋgirira, ticaɓata ʋushe pamŋe cete naye; kana tikamuramba, iye ucatiramba ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Kana tikatsungirira, tichabata ushe pamwechete naye; kana tikamuramba, iye achatirambawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Kana tikatirira tichatonga pamwe naye kana tikamuramba iye achatirambawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Kana tikatirira tichatonga pamwe naye kana tikamuramba iye achatirambawo.

Viz kapitola kopírovat




2 Timoti 2:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy