Online Bible

- Reklamy -




2 Timoti 2:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Herino shoko rechokwadi: Kana takafa pamwe chete naye, tichararamawo pamwe chete naye;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ishoko raɀokwaɗi; nokuti kana tikafa pamŋe cete naye, ticararama ʋo pamŋe cete naye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ishoko rechokwadi; “Nokuti kana tikafa pamwechete naye tichararamawo pamwechete naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Izvi ndezvechokwadi zvokuti “Kana takafa pamwechete naKristu tichararama pamwechete naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Izvi ndezvechokwadi zvokuti “Kana takafa pamwechete naKristu tichararama pamwechete naye.

Viz kapitola kopírovat




2 Timoti 2:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy