1 Timoti 6:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi umwari nokugutsikana nezvatinazvo zvinopfumisa kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino kunamata Mŋari pamŋe cete nokutenda neɀatinaɀo ndiɀo ɀinofumisa kwaɀo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvino kunamata Mwari pamwechete nokutenda nezvatinazvo ndizvo zvinopfumisa kwazvo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Hongu kuitira Mwari kunopfumisa ndokunge munhu achigutsikana nezvaanazvo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Hongu kuitira Mwari kunopfumisa ndokunge munhu achigutsikana nezvaanazvo Viz kapitola |