1 Timoti 6:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 uye nokupesana kusingaperi pakati pavanhu vane murangariro wakaora, vakabirwa zvokwadi uye vanofunga kuti umwari inzira yokuwana nayo mari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 nokukakaʋadzana kusiŋgaperi kwaʋanhu ʋanomuraŋgariro wakaʋodzwa, ʋakatorerwa ɀokwaɗi, ʋaciti kunamata Mŋari ndiɀo ɀinofumisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 nokukakavadzana kusingaperi kwavanhu vanomurangariro wakaodzwa, vakatorerwa chokwadi, vachiti kunamata Mwari ndizvo zvinopfumisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 nokukakavadzana pakati pavanhu vasina musoro vasina chokwadi vanofunga kuti kuitira Mwari basa chinhu chokuzvipfumisa nacho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 nokukakavadzana pakati pavanhu vasina musoro vasina chokwadi vanofunga kuti kuitira Mwari basa chinhu chokuzvipfumisa nacho. Viz kapitola |