Online Bible

- Reklamy -




1 Timoti 6:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Irwa kurwa kwakanaka kwokutenda. Ubatisise upenyu husingaperi hwawakadanirwa kwahuri pawakapupura kupupura kwakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Urwe kurwa kwakanaka kwokutenda, uɓatisise ʋupenyu bgusiŋgaperi, bgawakaɗanirwa kwabguri, ukapupura kupupura kwakanaka pamberi peɀapupu ɀizhinji.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Urwe kurwa kwakanaka kwokutenda, ubatisise upenyu husingaperi, hwawakadanirwa kwahuri, ukapupura kupupura kwakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Rwira chitendero zvakanaka uve noupenyu husingaperi hwawakadanirwa pawakapupura zvakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Rwira chitendero zvakanaka uve noupenyu husingaperi hwawakadanirwa pawakapupura zvakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji.

Viz kapitola kopírovat




1 Timoti 6:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy