1 Timoti 6:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi iwe, munhu waMwari, tiza kubva pane izvi zvose, uye utevere kururama, umwari, kutenda, rudo, kutsungirira nounyoro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Asi iwe, munhu waMŋari, tiza ɀinhu iɀi; uteʋere kururama nokunamata Mŋari, nokutenda, noruɗo, nokutsuŋgirira, noʋunyoro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Asi iwe, munhu waMwari, tiza zvinhu izvi; utevere kururama nokunamata Mwari, nokutenda, norudo, nokutsungirira, nohunyoro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi iwe munhu waMwari siyana nezvinhu izvi. Vavarira ururami, kuzvipira kuna Mwari nechitendero norudo nokuva nemwoyo mumwechete nounyoro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi iwe munhu waMwari siyana nezvinhu izvi. Vavarira ururami, kuzvipira kuna Mwari nechitendero norudo nokuva nemwoyo mumwechete nounyoro. Viz kapitola |