1 Timoti 5:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Rayirawo vanhu zvinhu izvi, kuitira kuti kurege kuva nomunhu angapomerwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Raira ʋo ɀinhu iɀi, kuti ʋarege kuʋa necaʋaŋgapomerwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Rayirawo zvinhu izvi, kuti varege kuva nechavangapomerwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Dzidzisa zvinhu izvozvi kuti dzirege kuwana chadzinoshorwa nacho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Dzidzisa zvinhu izvozvi kuti dzirege kuwana chadzinoshorwa nacho. Viz kapitola |