1 Timoti 5:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Zvivi zvavamwe vanhu zvinoonekwa pachena, zvichivatangira kusvika panzvimbo yokutongwa; zvivi zvavamwe zvinotevera mushure mavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀiʋi ɀaʋamŋe ʋanhu ɀinoʋonekwa pacena, ɀinotuŋgamirira kutoŋgwa kwaʋo, ʋamŋe ɀe ʋanoteʋerwa naɀo Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvivi zvavamwe vanhu zvinoonekwa pachena, zvinotungamirira kutongwa kwavo, vamwezve vanoteverwa nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Zvitadzo zvavamwe vanhu zvinooneka pachena zvinofanotaura kuti munhu uyu anotongwa achinzii asi zvitadzo zvavamwe zvinozobuda pachena gare gare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Zvitadzo zvavamwe vanhu zvinooneka pachena zvinofanotaura kuti munhu uyu anotongwa achinzii asi zvitadzo zvavamwe zvinozobuda pachena gare gare. Viz kapitola |