1 Timoti 5:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Pamusoro pezvo, dzinoita tsika dzokuva nousimbe uye dzichipota nedzimba. Uye hadzizi simbe bedzi, asi vaitiwo vamakuhwa, uye vasina basa ravanoita, vachitaura zvisakafanira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 ʋuye ɀe, dzinodzidza kuʋa noʋusimbe dzicipota nedzimba; hadzizi simbe ɓedzi, asi ʋaiti ʋo ʋamakuhwa, dzisiŋgaregi ɀaʋamŋe, dzicitaura ɀisakafanira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 uyezve, dzinodzidza kuva nousimbe dzichipota nedzimba; hadzizi simbe bedzi, asi vaitiwo vamakuhwa, dzisingaregi zvavamwe, dzichitaura zvisakafanira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Pamusoro paizvozvo dzinodzidza kuva tsimbe dzinotevedza nedzimba, dzisiri nyope chete asi kuti vanhu vamakuhwa vanongwarira zvamashiripiti vachitaura zvavasingafaniri kutaura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Pamusoro paizvozvo dzinodzidza kuva tsimbe dzinotevedza nedzimba, dzisiri nyope chete asi kuti vanhu vamakuhwa vanongwarira zvamashiripiti vachitaura zvavasingafaniri kutaura. Viz kapitola |