1 Timoti 5:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 uye ichinyatsozivikanwa pamabasa ayo akanaka, akafanana nokurera vana, nokubata vaeni zvakanaka, kushambidza tsoka dzavatsvene, kubatsira vaya vari mumatambudziko, uye yakazvipira kuita pamabasa ose akanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 inorumbidzwa pamsoro pamaɓasa akanaka, kana yakarera ʋana, kana yaifarira ʋaeni, kana yaishambidza tsoka dzaʋatȿene, kana yaiɓatsira ʋari munjodzi, kana yaishiŋgairira maɓasa ose akanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 ino rumbidzwa pamusoro pamabasa akanaka, kana yakarera vana, kana yaifarira vaeni, kana yaishambidza tsoka dzavatsvene, kana yaibatsira vari munjodzi, kana yaishingairira mabasa ose akanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Anofanira kuva munhu anopupurirwa pamusoro pamabasa ake akanaka nokurera kwaakaita vana vake anogamuchira vaenzi zvakanaka uye anoshambidza tsoka dzavatsvene achiyamura vatamburi uye ari mudzimai anofarira kuita zvakanaka nenzira dzose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Anofanira kuva munhu anopupurirwa pamusoro pamabasa ake akanaka nokurera kwaakaita vana vake anogamuchira vaenzi zvakanaka uye anoshambidza tsoka dzavatsvene achiyamura vatamburi uye ari mudzimai anofarira kuita zvakanaka nenzira dzose. Viz kapitola |