Online Bible

- Reklamy -




1 Timoti 4:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Nokuti chose chakasikwa naMwari chakanaka, uye hapana chinofanira kuraswa kana chichigamuchirwa nokuvonga,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nokuti ɀose ɀakasikwa naMŋari ɀakanaka, hakunecinhu ciŋgafanira kurashwa, kana cicigamucirwa nokuʋoŋga;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Nokuti zvose zvakasikwa naMwari zvakanaka, hakuna chinhu chingafanira kurashwa, kana chichigamuchirwa nokuvonga;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Chikonzero ndechokuti chinhu chose chakasikwa naMwari, chakanaka uye hapana chinofanira kurambwa asi ngachigamuchirwewo nokutendwa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Chikonzero ndechokuti chinhu chose chakasikwa naMwari, chakanaka uye hapana chinofanira kurambwa asi ngachigamuchirwewo nokutendwa

Viz kapitola kopírovat




1 Timoti 4:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy