1 Timoti 4:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kusvikira ndauya, shingaira pakuverenga Rugwaro kukereke, kuparidza nokudzidzisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Shiŋgaira pakuraʋa, napakuraira, napakudzidzisa, kuȿikira ndiciʋuya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Shingaira pakurava, napakurayira, napakudzidzisa, kusvikira ndichiuya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kusvikira ndauya, verengera vanhu Magwaro Matsvene uchiparidza uye uchidzidzisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kusvikira ndauya, verengera vanhu Magwaro Matsvene uchiparidza uye uchidzidzisa. Viz kapitola |