1 Timoti 2:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Uye Adhamu haasi iye akanyengerwa; mukadzi ndiye akanyengerwa akava mutadzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 naAdama haanakunveŋgerwa, asi mukadzi wakanyeŋgerwa akapinda pakuɗarika; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 naAdhamu haana kunyengerwa, asi mukadzi akanyengerwa akapinda pakudarika; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Adhamu haasiriye akafurirwa asi mukadzi ndiye akafurirwa akava mutadzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Adhamu haasiriye akafurirwa asi mukadzi ndiye akafurirwa akava mutadzi. Viz kapitola |