Online Bible

- Reklamy -




1 Timoti 1:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 wakabata kutenda uye nehana yakanaka. Vamwe vakaramba mirayiro iyi vakarasikirwa nokutenda kwavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 wakaɓata kutenda nehana yakarurama; iyo yakarashwa naʋamŋe, ʋakarashikirwa nokutenda;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 wakabata kutenda nehana yakarurama; iyo yakarashwa navamwe, vakarashikirwa nokutenda;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 urambe wakabatisisa chitendero uye uine hana yakachena. Vamwe vanhu vakaramba kuteerera hana dzavo vakaparadza chitendero chavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 urambe wakabatisisa chitendero uye uine hana yakachena. Vamwe vanhu vakaramba kuteerera hana dzavo vakaparadza chitendero chavo.

Viz kapitola kopírovat




1 Timoti 1:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy