Zekaria 1:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ipapo ndikati: Nhai, ishe waŋgu, ɀinyiko iɀi? Mutumŋa wakaŋga acitaurirana neni akati kwandiri: Ndicakuratidza kuti iɀi ɀinyi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Ipapo ndikati, “Nhai, ishe wangu, zvinyiko izvi?” Mutumwa akanga achitaurirana neni akati kwandiri, “Ndichakuratidza kuti izvi zvinyi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ini ndokuti, ‘Zviiko izvozvi nhaimi changamire wangu?’ Mutumwa aitaura neni iyeyo akati, ‘Ndichakuratidza kuti zvii izvozvi.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ini ndokuti, ‘Zviiko izvozvi nhaimi changamire wangu?’ Mutumwa aitaura neni iyeyo akati, ‘Ndichakuratidza kuti zvii izvozvi.’ Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo ndakati, “Izvi zviiko, ishe wangu?” Mutumwa akanga achitaura neni akapindura akati, “Ndichakuratidza kuti zvii.” Ver Capítulo |