La Biblia Online

- Anuncios -




ƲaEfeso 6:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 muciziʋa kuti cinhu cipi necipi cakanaka, cinoitwa nomunhu mumŋe nomumŋe, ucacipiwa ɀe naShe, kana akasuŋgwa kana akasunuŋguka.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

8 muchiziva kuti chinhu chipi nechipi chakanaka, chinoitwa nomunhu mumwe nomumwe, achapiwazve naIshe, kana akasungwa kana akasununguka.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Zivai kuti munhu anoita zvakanaka achapiwa zvakanaka naTenzi kunyange ari muranda kana musununguki.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Zivai kuti munhu anoita zvakanaka achapiwa zvakanaka naTenzi kunyange ari muranda kana musununguki.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 nokuti munoziva kuti Ishe achapa mubayiro mumwe nomumwe pane zvose zvakanaka zvaanoita, angava muranda kana akasununguka.

Ver Capítulo Copiar




ƲaEfeso 6:8

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios