ƲaEfeso 6:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 kuti uitirwe ɀakanaka, ugare ŋguʋa refu panyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 kuti uitirwe zvakanaka, ugare nguva refu panyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 kuti zvikufambire zvakanaka uye kuti ugare nguva ndefu panyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 kuti zvikufambire zvakanaka uye kuti ugare nguva ndefu panyika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “kuti uitirwe zvakanaka uye kuti ugare upenyu hurefu panyika.” Ver Capítulo |