La Biblia Online

- Anuncios -




ƲaEfeso 5:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ŋgakurege kuʋa nomunhu unokunyeŋgerai namashoko asinamaturo; nokuti nemhaka yeɀinhu iɀi kutsamŋa kwaMŋari kunoʋuya pamsoro paʋanakomana ʋokusaterera.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Ngakurege kuva nomunhu anokunyengerai namashoko asina maturo; nokuti nemhaka yezvinhu izvi kutsamwa kwaMwari kunouya pamusoro pavanakomana vokusateerera.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Musanyengedzwe nomunhu ana mazwi asina maturo nokuti pamusana paizvozvi Mwari anoitira hasha vanhu vasingateereri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Musanyengedzwe nomunhu ana mazwi asina maturo nokuti pamusana paizvozvi Mwari anoitira hasha vanhu vasingateereri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ngakurege kuva nomunhu anokunyengerai namashoko asina maturo, nokuti nokuda kwezvinhu zvakadaro, kutsamwa kwaMwari kunouya pamusoro peavo vasingateereri.

Ver Capítulo Copiar




ƲaEfeso 5:6

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios