La Biblia Online

- Anuncios -




ƲaEfeso 5:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Naiɀoɀo munhu ucasiya ɓaɓa ʋake namai ʋake, anamatire mukadzi wake; iʋaʋo ʋaʋiri ʋacaʋa nyama imŋe.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Naizvozvo munhu achasiya baba vake namai vake, anamatire mukadzi wake; ivavo vaviri vachava nyama imwe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Nokuda kwaizvozvi murume anosiya baba vake naamai vake achibatanidzwa nomudzimai wake. Vose vari vaviri vachiva nyama imwechete.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Nokuda kwaizvozvi murume anosiya baba vake naamai vake achibatanidzwa nomudzimai wake. Vose vari vaviri vachiva nyama imwechete.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 “Nokuda kwaizvozvi, murume achasiya baba namai vake uye asanganiswe nomukadzi, uye vaviri vachava nyama imwe chete.”

Ver Capítulo Copiar




ƲaEfeso 5:31

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios