ƲaEfeso 5:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 nokuti hakunomunhu wakatoŋgoʋeŋga nyama yake; asi unoipa ɀokudya nokuiceŋgeta, Kristu seɀaanoitira kereke; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 nokuti hakuna munhu akatongovenga nyama yake; asi anoipa zvokudya nokuichengeta, Kristu sezvaanoitira sangano; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 nokuti hapana munhu anovenga muviri wake. Asi anotoupa chokudya nokunyatsouchengetedza sezvinoita Kristu kusangano. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona29 nokuti hapana munhu anovenga muviri wake. Asi anotoupa chokudya nokunyatsouchengetedza sezvinoita Kristu kusangano. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Pana izvozvo zvose, hakuna munhu angavenga muviri wake, asi anoupa zvokudya uye anouchengeta, sezvinoita Kristu kukereke, Ver Capítulo |