La Biblia Online

- Anuncios -




ƲaEfeso 5:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Asi ɀinhu ɀose, kana ɀarairwa, ɀinoratidzwa neciedza; nokuti ɀose, ɀinoratidzwa, caʋa ciedza.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Asi zvinhu zvose, kana zvarayirwa, zvinoratidzwa, chava chiedza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi kana chinhu chose chaburitswa pachena nechiedza chinobva chaonekwa. Zvino, chinhu chinenge chavakuoneka chinobva chava chiedza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Asi kana chinhu chose chaburitswa pachena nechiedza chinobva chaonekwa. Zvino, chinhu chinenge chavakuoneka chinobva chava chiedza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Asi zvinhu zvose zvinoratidzwa pachena nechiedza zvinobva zvaonekwa,

Ver Capítulo Copiar




ƲaEfeso 5:13

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios