ƲaEfeso 4:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Wakaɓa, ŋgaarege kuɓa ɀe; asi ɀirinani kuti atambudzike, aɓate namaʋoko ake ɓasa rakanaka, kuti aʋe necaaŋgapa unoshaiwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Akaba, ngaarege kubazve; asi zviri nani kuti atambudzike abate namaoko ake basa rakanaka, kuti ave nechaangapa anoshaiwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mbavha ngaachirega kuba ichiita basa kwaro namaoko ayo [rinoiraramisa] kuti ibatsire vasina chokubata. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mbavha ngaachirega kuba ichiita basa kwaro namaoko ayo [rinoiraramisa] kuti ibatsire vasina chokubata. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Uyo akanga achimboba ngaarege kuzobazve, asi anofanira kushanda, achiita zvinhu zvinobatsira namaoko ake, kuti ave nechaangagovera avo vanoshayiwa. Ver Capítulo |