ƲaEfeso 4:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 kudzimana isu tose tiȿike paʋumŋe bgokutenda nokuziʋa Mŋanakomana waMŋari, napamunhu wakura, napaciyero coʋukuru bgokuzara kwaKristu; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 kudzamara isu tose tisvike paumwe hwokutenda nokuziva Mwanakomana waMwari, napamunhu wakura, napachiyero choukuru hokuzara kwaKristu; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 kusvikira tose tave vamwechete muchitendero nomukuziva Mwanakomana waMwari kusvikira tave vanhu vabve zano kusvikira tava nechimiro chaKristu chizere. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 kusvikira tose tave vamwechete muchitendero nomukuziva Mwanakomana waMwari kusvikira tave vanhu vabve zano kusvikira tava nechimiro chaKristu chizere. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 kudzamara isu tose tasvika pahumwe mukutenda uye nomukuziva Mwanakomana waMwari napamunhu akura, asvika pachiyero chose chokuzara kwaKristu. Ver Capítulo |