ƲaEfeso 3:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 kana makanzwa henyu kugoʋerwa kwenyasha dzaMŋari dzandakapiwa pamsoro penyu; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 kana makanzwa henyu kugoverwa kwenyasha dzaMwari dzandakapiwa pamusoro penyu; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndinofunga kuti makanzwa zvebasa renyasha dzaMwari routariri randakapirwa imi, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndinofunga kuti makanzwa zvebasa renyasha dzaMwari routariri randakapirwa imi, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvirokwazvo makanzwa zvokugoverwa kwenyasha dzaMwari dzakapiwa kwandiri nokuda kwenyu, Ver Capítulo |