La Biblia Online

- Anuncios -




ƲaEfeso 2:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Maari nemi ʋo makaʋakwa pamŋe cete, kuti muʋe ʋugaro bgaMŋari muMŋeya.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Maari nemiwo makavakwa pamwechete, kuti muve ugaro hwaMwari muMweya.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Maari imiwo makavakwa mairi kuva nzvimbo yokugara yaMwari muna Mweya.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Maari imiwo makavakwa mairi kuva nzvimbo yokugara yaMwari muna Mweya.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Uye maari nemiwo makavakwa pamwe chete kuti muve ugaro hwaMwari muMweya.

Ver Capítulo Copiar




ƲaEfeso 2:22

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios