ƲaEfeso 2:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Maari imba yose yakasoŋganiswa kwaɀo, inokura, iʋe tembere tȿene munaShe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 Maari imba yose yakasanganiswa kwazvo, inokura, ive temberi tsvene muna Ishe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Paari ndipo pakabatanidzwa imba yose ichizokura muna Tenzi kuva Temberi inoera. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Paari ndipo pakabatanidzwa imba yose ichizokura muna Tenzi kuva Temberi inoera. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Maari imba yose yakabatanidzwa pamwe chete uye inokura kuti ive temberi tsvene muna She. Ver Capítulo |