ƲaEfeso 1:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 akaisa ɀose pasi petsoka dzake, akapa kereke iye, kuti aʋe musoro waɀose, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 akaisa zvose pasi petsoka dzake, akapa sangano iye, kuti ave musoro wazvose, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari akaisawo zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamuita musoro wezvinhu zvose musangano Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mwari akaisawo zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamuita musoro wezvinhu zvose musangano Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Uye Mwari akaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamugadza kuti ave musoro wezvinhu zvose nokuda kwekereke, Ver Capítulo |